Maonero anosiyana nhai asi semaonero angu Zimdancehall haisi yemunhu no one owns it eehe varipo vanogona chaizvo bt vachafa vachiisiya kouya vamwe vopisa vopfuura.

Winky D Mudhara, Seh Calaz anogona, Souljah luv chimudhara, Sniper anoziva, Guspy usajairire. 66 more words